1 Naizwozwo iwe, zwisimbise munyasha dzaJesu Kristu. 2 Uye wakadzwa nezwangu nezwapupu, wanowimba newanhu wakatendeka, muwe makagadzirira kufundisa amwe. 3 Tambudzikai nezwino tambudza nekuti muri masoja a Kristu Jesu akanaka. 4 Apana musoja muwondo anouna nezwiwopenyu, nekuti anofanira kufadza uya akamunyoresa. 5 Uye, zwe, kana munhu achiita mutabo wekumanya, aagamuchiri mubayiro kana asinga tedzi mirairo. 6 Murimi anoshandi ndiye anotanga kudya zwebereko. 7 Funga pamusoro pezwandinorewa; nekuti Ishe achakupa ziwo pazwese. 8 Rangarirai Jesu Kristu, akamuka kuwafi wedzindza raDhavhidi, nekuparidza kwangu. 9 Nekuparidza kudai ndinotabudzwa, uye ndinotosugwa, segororo; asi shoko raMwari arina kusugwa. 10 Naizwozwo ndinoshingirira nekuti ndakasanagurwa, kuti iwo kumagumo wawe neroponeso iri muna Jesu Kristu nekupwanya kusingapere. 11 Iri ishoko reshokwadi: kana tikafa naye, uye naye tinorarama zwekare; 12 kana tichitabudzika, uye naye tichatonga; tikamuramba, uye iye achatirambawo; 13 takawa wanhu wasingatende, iye acharamba akatendeka; nekuti iye azwirambe. 14 Rangarirai izwi, tichikuyeuchidzaipamberi paMwari, musanetsane nekuda kweshoko raMwari, zwisingakubatsirei, apeno kana muchida kuparadza wanodzwa. 15 Tsaka kuwanika panaMwari nebasa resinganyadzisi, muchandisa zwakanaka mashoko yechokwandi. 16 Asi ityai kutaura zwisina maturo; nokuti wanhu wanodaro wachiramba. 17 Dzidziso rawo richatenderera kunge ronda; amwe acho ndi awa Himeneu na Firato. 18 Awa wakatsauka pachokwandi, wachiti kumuka kowakafa kwakatopfura; uye wakaparadza kutenda kwewajinji. 19 kunyangwe zwakadaro , nheyo yaMwari inoramba dzakamira, uye chinesimbiso: Ishe wanoziwa wanhu wake, wese waya wanoshandisa zita raIshe , ngawabve kune wasina kururama. 20 Muumba ikuru mune midziyo kwete goridhe kana sirivha chete, asi namatanda nevhu; imwe inokudzwa, imwe insiga kudzwe. 21 Naizwozwo, kana umwe munhu akazwichenesa nezvinhu izvi, achakudzwa, akarurama kushandiswa Nomoridzi, uye akagadzirira mabasa ose. 22 Tisa kuchiwa kwese kweujaya; uye tera kururama, nekutenda, nerudo, uye nerugare, newaya wakachena pamoyo, wanotsaka Ishe. 23 Usawa nemiduro yeubenzi uye usina dzidziso, nekuti unozwisiwa kuti zwinomusa muromo. 24 Uye waranda waIshe awasimudzi kunetsana, asi kuwa unyoronyoro newese, akagadzikira kudzidzisa nekushingaira; 25 unofanira kudzidzisa neunyoro waya wanozvikudza, pamwe Mwari angawape ruziwo rekuziya chokwandi; 26 uye ibva machisungo chadiaborosi, uye wakasungwa nekuda kwake