Chitsauko 1

1 Pauro, muapostora wa Kristu Jesu, nekunda kwaMwari, kwechipikirwa muupenyu waKristu Jesu, 2 Timiteo, mwana wangu wandinoda. Nyasha nengoni, ne rugare, kuna Mwari Baba, uye kna Kristu Kesu, Ishe wedu. 3 Ndinotenda Mwari, kubva kuna madziteteguru yedu wakashanda nepfugwa dzakachena, ndinokufunga iwe muminamato yangu usiku nesikati. 4 Ndinoragarira musodzi yako, ndinoda kukuwona zwakanyanya, kuti ndiwe nemufaro mukuro; 5 Ndinoudza kufunga mukutenda kusiri kwemanyepo kwauri, kutenda kwakabata sekuru wako Roide, na mai wako Eunice; ndinowimba kuti mauri. 6 Ndinofunga kusimudzira chipo shaMwari chirimauri nekuisa muwoko wako pauri. 7 Nekuti Mwari aina kuti mweya wekutya; asi wesimba, nerudo, uye nekuwirirana. 8 Naizwozwo usanyare kupupura Ishe wedu, kunyagwe kwandiri, ndirimusungo wake; kunze kweizwi, gara kutabudzika kwevagere resimba rakwaMwari. 9 Iye akatiponesa. uye akatidana nekudana kutswene; kuti nebasa ake, asi, nezwaurikuda kuita, nenyasha kusati kwawe kumagumo; 10 Asi zwino kwauya muponese wedu Kristu Jesu, akabvisa rufu, uye akaudza chiedza nekusafa kwevagere; 11 yandakaitwa muparidzi uye nemoapostora, uye nemudzidzisi. 12 Ndikuda kweizwi iniwo ndinotabudzikawo nazwo; naizwozwo hadinyare, nekuti ndinoziwa kuti dakatenda, uye ndinechokwandi kune iye anesimba kuti achegete zwandakawimba kuzwikira kuzowrya. 13 Chegetedza nemufananidzo yemashoko yemashoko aasina maturu zwaunozwa nezwangu, murundo nemukutenda kuna Jesu Kristu. 14 Chegetedza zwakanaka zwawakatedwa pakati peMweya Mutswene inogara mandiri. 15 Ziwa izwi, wese wari kuAsia kuroma wakandisiya, waya waita kunge Filgero uye Hermogenes. 16 Ishe watipe ngoni umba reOnesiforo, nekuti akandinyaradza adina kunyara kugara muchere; 17 roma payakauya ndinozvitsaga ndichizwiwona. 18 Ishe tipeiwo ngoni muzuwa riya raIshe. Uye iwe unoziwa zwakanaka iye akandibatsira kweEfeso