1 1 Bhuku lokutanga landakanyora, Theophilus, adoudza zvose Jeso zvaadotangakuita uye nekudzidzisa, 2 Kusvika zuwa laakatolewa kuenda kumusolo, mushule mokunge apa milailo kupfulikidza nomwoya mutsvene kune wapolosita waainge asaludza. 3 Mushule mokushunguludzika kwake, iye adozvilatidza kwawali alimupenyu nezvapupuzvaikodzela. Komazuwa makumi mana adoonekela kwawali, adotaula pamusolo poumambo waDedza. 4 Painge asisangana nawopamwechete, adowalaila kuti wasabuda Jelusalema, asi wamilile chitsidzo chababa, pamusolo pazvo adoti, '' Mazvinzwa kubva kwandili 5 kuti Jowani waibhabhatidza nomvula, asi muchabhabhatidzwa nomwoya mutsvene pamazuwa mashoma.'' 6 8 Pawadoungana pabodzi wadobvunza, ''Dedza 7iyi ndiyo nguwa yamusadzosera humambo kuwa Isiraeli? 7 Adoti kwawali, ''Hazvite kwamuli kuti muziwe nguva kana mwana apo Baba vasazviita nomvumo yawo. 8 Asi musatambila simba ipapo Mwoya Mutsvene usauya pamusolo penyu, uye usawa chapupukwose kuJelusalema uye neJudhia yose uye Samalia uye nokuguma kwonyika. 9 Mambo Jeso vadotula zvinhu izvi, pawainangala mudenga, adosimudziwa uye gole lidouya mumeso awo. 10 Pawinangala kudenga asienda, ipapo wanhulume awili wadomila naye wakamila naye adopfeka micheka michena. 11 Wadoti, ''Imi wanhulume we Galili, senyi mudomila pano musitalisa kudenga?. Uyu Jeso atolewo kwamuli kuenda kudenga, asdzoka zvakare nonzila yakaleyo sokuenda kwamaona asienda kudenga. 12 Ipapo vadodzoka Jelusalema vasibva mugomo lainzi Olivheti, laiwa padhuze noJelusalema pahwendo hweSabata. 13 Pawadosvika, wadokwila pamusolo poimba yokulala, apo pawaigala, Waiwa Pita, Johani, Jemusi, Andulu, Filipi, Tomasi, Batolonomiyu, Mateo, Jemusi mwnalumbwana waJemusi. 14 Wose waizvipila pamwe chete nechinangwa chokunamata, pamwe chete newanhukadzi, uye Malia amai waJeso nanabhuti wake. 15 Nemazuwa iyayo Pita adomuka pakati pana bhuti, pamazita zana namakumi maiiri uye adoti, 16 "Ana Bhuti, zvinotodiwa kuti shoko lizadzisiwe, kuti Mweya Mutsvene utaule mumashule nomulomo waDhavhidhi malinge na Judhasi, uyo adochengeteta uyo adodzosunga Jeso. 17 Uyo waiva mubodzi naisu uye adotola mugowe wesangano. 18 (Zvino munhulume iyeyu adotenga munhu nezvinhu zvaaiwana aitambila muuyipi wake, ipapo adodonha nomusolo pokutanga, uye muwili udotsemuka wakavhulika nohula wake wese ukabheuhwa kule. 19 Wose waigala muJerusalema vadonzva nokuda kwazvo, vakadeedza munda uyu nomutaulo wawo "Akaldema" ndokuti "Munda Walopa") 20 "Sokunyohwa kwezvideitiwa mubhuku laMapisalema, 'Ndatiitei munda upaladziwe uye kusawa nomumwe anogala ipapa; 'Mumwe ngaatole nzvimbo youtungamilili. 21 Izvi zvonotediwa, alipo,kuti mubodzi wedu wataiwa naye nguwa dzose apo Mambo Jeso pawaifamba pakati pedu nesu, 22 pakutanga kubva pakunyikiwa naJohane kusvika pazuwa ladotohwa kwtili, akawa mumilili wedu kisvika palumuko 23 ''Wadoisa pambeli wanhulume wawili, Josefa anonzi waBasabasi, uyo wainzi Justus, naMatiasi. 24 Wadonamata wasiti, "Iwe, Mambo, unoziwa mwoyo yowanhu wose , buditsai kuti ndoupi pawawili wamudosaludza 25 titole nvzimbo mutungamili una mutungamili imo mudobva Judas akadzoka akenda panzvimbo yake." 26 Wadowakandira mijenya, mujenya udowila kuna Matias, uyo waiwelengewe pawadzidzi ane gumi nomubodzi.