Chikamau 11 15

1 Makuseni seni, vakuru vavapirisita nevanyori negungano rose rava Judha vakavhunzana pabodzi. Ipapo vakasunga Jesu vakamutungamirira kure. Vakamuisa kuna Pirato. 2 Pirato akavhunza, '' Uri mambo wavaJudha here?'' Akamupindura, ''Ndozvawataura''. 3 Vapirisita vakuru vamupamira zvinhu zvakawanda. 4 Pirato zvakare akamuvhunza, ''Haupindure?Tarisa kuti zvinhu zvingani zvaurikupamiriwa nezvazvo!'' 5 Asi Jesu haana kuramba achipindura Pirato,izvo zvakamushamisa. 6 Zvino pnguva yemitambo, Pirato aiwanzo kuvasunungurira musungwa mubodzi, musungwa wavanenge vakumbira. 7 Paiva nemurume ainzi Barabhasi mutirongo nevapanduki vakanga vauraya vanhu panguva yekupandukirana. 8 Chaunga chakauya kuna Pirato vakatanga kumukumbira kuti avaitira zvaimboyita nakare. 9 Pirato akavapindura akati, ''Munoda here kuti ndikusunungurirei Mambo wavaJudha?'' 10 Nokuti aiziva kuti vapirita vakuru vakanga vamuendesa kwaari nokuda kwegodo. 11 Asi mukuru wavapirisita vakanyandura chaunga kuti chinyanye kudanidzira kuti Barabhasi ndiye aifanire kusunungurwa 12 Pirato akavapindura zvakare akati, ''Zvino ndeteniko zvakare neMambo wavaJudha?'' 13 Vakadanidzira zvakare, ''Ngaarovehwe!'' 14 Pirato akati kwavari, ''Aita chakaipa cheiko?'' Asi vakaramba vachidadzira kazhinji, ''Murovereni.'' 15 Pirato aida kugutsa ruzhinji, Nekudaro akavha avasunungurira Barabhasi. Akamurova Jesu ndokumuendesa kwavari kuti arovehwe. 16 Mauto akamutungamirira mukati maruvanze (munova mumuzinda mukuru wehurumende), vakadanidzira pamwe chete chikwata chose chemauto. 17 Vakaisa mucheka wevhumbu pana Jesu, vakamonyorosa pamwe chete korona yemunzva vakaisa pamusoro pake. 18 Vakatanga kumumhoresa vachiti, ''Kwaziwayi .Mabo wava Judha. 20 Vairova musoro wake neshamhu yetsanga vachimisvipira . Vakaenda nemavhi avo vachiukotamira pamberi pake. 19 Vapedza kumuseka, vakatora chifeko chake chevhumbu ndokufekedza chifeko chake, ndokumutungamiririra kunze kunoromuvera. 21 Mumwe murume, Sayimoni Siyirini, Aipinda kuvha munyika (akanga ari baba waArekezanda naRafasi), ndokumumanikidza kutakura muchinjikwa wake.