Chikamu 9

1 Akati kwavari, Chokwadi ndineti kwamuri, pane vamwe venyu vaakamira pano vasiri kuzoravidza rufu vasati vaona humambo hwekudenga huchiuya nesimba.'' 2 Kwapera mazuva mashanu neribodzi, Jesu akatora Pita naJemhusi naJo akaenda navo pamusoro pegomo, vari vogani. Ipapo akasanduka pamberi pavo. 3 Hembe dzake dzikaoneka kupenya, dzikachenesa, kuchenesesa zvekuti hakuna zvinosuka zvepano panyika zvaikwanisa kudzisuka zvekudzichenesa kudaro.