1 Pamazuva iwayo, pakanga paine gurususu revanhu ,vakanga vasina chokuja. Jeso akadaidza vadzidzi vake akati kwavari.'' 2 Ndine mutsa negurususu revanhu nekuti varikuramba vaneni kwamazuva matatu asi havana chokuja 3 .Ndikavati vaende mumisha yavo vasina chokuja, vanowa hwire vari munzira kuenda kumusha. Vamwe vvha parefu''. 4 Vadzidzi vake vakamupindura, tewana kupi zvingwa zvekwana gurususu revanhu vakadai muma tongo kuti tiva gutise?'' 5 Akavavhunza ''mune zvingwa zvingani ?'' Vakati , ''Zvishanu.'' 6 Akaudza chaunga kuti chigare pasi. Akatora zvingwa zvishanu nezviri akazvinamatira, ndokuzvimwavaura. Akazvipasa kuvadzidzi vake kuti vaise pamberi pavo, vakazviisa pamberi pechaunga. 7 Vangawo vanetukove tudiki, mushure mekunge atunamatira, akaraira vadzidzi kuti vapase vanhu zvakare, 8 Vakaja vakaguta, vakanhongerera zvidimbu zvakanga zvasara, mabhasikiti mashanu nemaviri makuru. 9 Pakanga pane vanhu vaisvika zvuru zvina. Akavati vaende. 10 Pakarepo akapinda muchikepe nevadzidzi vake akaenda,kunyika yeDhaumanuta 11 Vafarisi vakauya vakatanga kupikisana naye. Vachitsvaga kwaari chitondedzo chaivha kudenga, kuti vamuedze. 12 Akatura chiya mukati memweya wake akati, Sei vanhu vemukore uno vasitsvaga chitondedzo? Chokwadi ndeti kwamuri ,hakuna chitondedzo chichapihwa kuchizvahwa chino.'' 13 Akavasiya, akapinda muchikepe zvakare, akavha akaenda kune imwe mhiri. 14 Vadzidzi vaJesu vakangamwa kutakura zvingwa. Vakanga vasina kana chingwa chibodzi chavanga vanacho muchikepe. 15 Akavavaraira kuti, ''rambai makanangarisisa uye murinde kuvha kumbiriso yavaFarisi nembiriso yevaHerodhe''. 16 Vadzidzi vakatanga kupikisana panyaya yekushaya chekuja. 17 Paakanzvisisa izvi akavavhunza , ''Seiko murikupikisana pamusoro pechingwa? Hamunhu makuona kana kunzvisisa? Mune moyo yakaoma naa? 18 Mune meso, asi hamuone ? Mune nzeve asi hamunzve? Hamuyerekani naa? 19 Pandamwavaura zvingwa zvishanu, matengu mangani ezvimedu amakatakura mukaenda nawo? Vakati kwaari ''Makumi nemaviri''. 21 Pandakamwavaura zvingwa zvishanu nezviviri, pavanhu zvuuru zvina , makatakura mabhasikiti mangani ezvidimbu zvezvingwa? ''Vakati kwaari ''Mashanu nemaviri''. 20 Akati hamusati manzvisisisa naa?'' 22 Vakauya kuBhetisaidha. Vanhu vako vakamuwunzira bofu vakakumbira Jeso kuti amubate. 23 Jeso akabata bofu riye mumanja akabuda naye kunze kwemusha. Paakamusvipira kumeso nokuturika manja ake pamusoro pake, akamuvhunza , ''Urikuona chimwe chunhu naa? 24 Akanangara mudenga, akati ''Ndiri kuona vari kufamba semiti''. 25 Zvakare akazomubata nemanja ake pamusoro, murume akavhura meso ake, akatanga kuona zvakanaka. 26 Jeso akamudzosa kumusha kwake akamuti, '' Usapinda mumamisha''. 27 Jeso akayenda navadzidzi vake mumusha weSizariya Fripi. Arimunzira kudaro akavhunza vadzidzi vake, '' Vanhu vaneti Ndini ani ?'' 28 Vadzidzi vakamupindura vasiti, ''Joni mubhabhatidzi, vamwe vaneti, 'Herija; vamwewo vasiti, 'Umwewo weporofita''. 29 30 Akavavhunza asiti, ''Imi mefunga kuti ndini ani?'' Pita akati kwaari, ''Ndiwe kirisito''. Jeso akavayambira kuti musataudze chero ani kuti ndini ani. 31 Akatanga kuvadzidzisa kuti Ishe anofanira kutambura, acharambiwa nevakuru vakuru vevapirisita nevanyori, asauraiwa asizomuka kwapra mazuva matatu. 32 Akataura mashoko aya pachena. Pakerepo Pita akatanga kumutsiura. 34 Asi Jeso akanangarara kuvadzidzi vake achitsiura Pita akati, ''Buda musure mangu, Satani! Hausi kukoshesa basa raMwari asi kuti zvido zvevanhu''. 33 Ipapo akadana chita chavanhu nevadzidzi vake vos akati kwavari '' Kuna ani aneda kunditevevera. Anofanira kuzviramba, wotakura muchinjikwa wake wonditevera. 35 Nekuti ani naani anoda kuchingeta hupenyu hwake achataikihwa nahwo, ani naanianotaikihwa nehunyu hwake nokuda kwe vhangeri achahuchengeta. 36 Zveyamureni kuti munhu aziviwe pasi rose asi assitengesa hupenyu hwake? 37 Munhu anowenei pakutengesa hupenyu hwake. 38 Ani naani anondinyara nemashoko angu muchizvahwa chehuyipi nehupombwe, Mwana komana woMunhu achamunyara paachasvika pakubwinya kwaBaba vake nengirozi tsvene''.