Chikamu 12

1 2 Zvino panguva yakareyo Herudhe mambo akaisa maoko kune vamwe vaiva vekereke kuti avawomborodze. 2 Ndokuuraya Jemusi mukoma waJowani nefumo. 3 Pakawona kuti izvi zvakafadza maJudha, wakanderera mberi kusvikira pakuurayaPita zvakare. Yaiva nguva yemazuva echingwa chisinambiriso. 4 Mushure mekunge vamusunga, akamisa muchitokisi, ndokuisa kumasoja mana kuti vamuchengete; aitira kuti azomuendesa kuvanhu kana mutambo weKufuura wapera. 5 Zvino Pita akachengetewa muchitokisi, asi munamato wakatiwa vakapererera kuna Mwari asinamatiriwa nevakanga vari mukereke. 6 Panguva yehusika Herudhe asati ayenda kunomubuditsa kuti atongewe, Pita waiva wakarara pakati pemasoja maviri wakasungwa nemahanisi, vamwewo zvakare varindi pamberi pemusuwo vairamba vakatarisa chitokisi. 8 Nangarawuwone, mutumwa waIshe wakazviratidza kwaari, chiedza chakavheneka muzvikamuri zvechitokisi. Wakarova Pita parutivi ndokumumutsa ndokuti, ''Simuka nekukurumbidza, ''mahanisi akawa mumaoko. 7 Ngirozi ikati kwaari, zvisunge usimire nyatera dzako. ''Pita akaita sekukadaro.Ngirozi yakaiti kwaari, ''Simira hembe yako yekunze unditevere.'' 9 Zvino Pita akatevera mutumwa ndokubuda. Haana kuziva kuti zvaitiwa nengirozi chaiva chokwadi. Akafunga kuti aiwona chiratidzo. 10 Pavakafuura panemuchengeti wokutanga newechipiri, vakapinda nesuwo resimbi raibudira kuguta; ndokuvhurika rega. Vakabuda ndokudzika nemugwagwa, ngirozi ndokumusiya pakarepo. 11 Pita wakadzoka pachazvake, ''Zvino ndave kuziva chokwad Ishe vakatumira ngirozi dzikandinunura kuvha kumaoko aHerudhe, kuvha kuzvinhu zvose vanhu vechiJudha vaitarisira. 12 Paakafunga izvi, wakaenda kunyumba yaMeri amai vaJowani,zvakare vainzi Maki, apo vanhu vanji pavakanga vakaungana zvakare vachinamata. 13 Paakagogodza pamusuwo wegonhi, muranda sikana wainzi Rhodha akauya kuzopindura. 14 Paakaziva inzvi raPita, nekuda kwekufarisisa muskina akakundikana kuvhura gonhi; asikuti, wakatouya asimhanya muchikamuri; ndokutaura kuti Pita wakanga wakamira pamusuwo. 15 Ndokuti kwaari, ''Urikupenga'' Asi wakaramba singodaro kuti ichokwadi. Ndokuti, ''ingirozi yake.'' 16 Asi Pita wakaramba achigogodza, pavakavhura gonhi, vakamuona ndokushamisika. 17 Pita ndokungofambisa hwanja hwake asivati vanyarare,nokuvakurukudzira pamusoro pekuditsiwa kwaakanga aitiwa naIshe kuvha muchitokisi. Akati, ''Taura zvinhu izvi kunaJemusi nedzimwe hama.'' Ndokuvha akayenda kune imwe nzvimbo. 18 Zvino paakasvika masikati, hapapa kutombova nekunyonganisana pakati pemawuto nekuda kwezvazvaitika pana Pita. 19 Mushure mekunge Herudhe amusvaga zvakare amushayira, akavhunza varindi ndokurira kuti vauraiwe. Zvino Herudhe wakadzika kuvha Judhiya wakananga Sizariya ndokugara kwakereko. 20 Zvino Herudhe wakanyetera chaizvo nekuda kwevanhu vemuTire neSidhoni. Vakaenda kwaari nechinangwa chibodzi, mushure mekunge vakwezva Bhurasitasi, mubatsiri wamambo,kuti avayamure, vakakumbira runyararo nekuti nyika yavo yakanga yawana chekuja kuvha kuna mambo wavo. 21 Pakunyura kwezuva Herudhe wakazvisimidza muhembe dzitsvene ndokugara pachigaro; ndokutaura shoko kwavari. 22 Vanhu vakadaidzira, ''Iri ndiro izvi ramwari kwete remunhu! 23 Pakarepo ngirozi yaIsheyakamurova, nekuti haana kupa kupenya kuna Mwari; wakajiwa neminyoka akafa. 24 Asi shoko raMwari rawanda nekuwedzerewa. 25 Zvino Bhanabhasi naSauro vapedza hwendo hwavo, vakadzoka kuvha Jerusarema, vakatorawo zvakareJowani wakwaana Mako.