1 Ndinokuraira pamberi paMwari na Jesu Kristu, achatonga wakafa newapenyu, nekuwonekwa kwake muushe: 2 paridza shoko; ungare wakagadzirira panguwa yakafanira kumyangwe isina kufanira; raridza kushaisha; raira, tsiura, neunyoro wese nedzidziso. 3 Nekuti ichauya nguwa yekuti mucharma kuterera dzidziso rechokwandi, nekuda kuzwifadza wachazwiuganidzira wadzidzi wajinji kuti awa dzidzisi zwinoda kudzwa zwakaipa; 4 wachafukidza nzwewe dzawo kuchokwandi wachiterera ngano. 5 Naizwozwo, iwe, rindira pazwinhu zwese; shingirira matabudziko, ita basa rekuaparidza, zadzisa basa rako 6 Nekuti ndachipiiriso chinomwiwa, uye nguwa yekwenda kwangu yapadunze. 7 Ndakarwa kurwa kwakanaka, ndapedza basa rangu, ndachegeta kutenda. 8 Kubva iku zwinhu korana yangu yekuruma yachachegetwa, na Ishe mutongi mutswene, achadipa nezuwa iro; kwete ini chete, asi wakada kuya kwake. 9 Tsaga kuuya kwadiri nekukasika, 10 nekuti Mwari andisiya: iye akada nguwa ino, uye akaenda kuTesaronika; achiendawo ku garasia, uye Tito achienda kuDarmasia. 11 Asi ruka aneni. Tora mako, uye uya naye kwandiri, nekuti iye akakosha zwekuru kubasa. 12 Takatuma Tikico kwaEfeso. 13 Kana wauya, uya nenguwo yandakasiya kwaTroade kumba kwaKarpo, zwekuru magwaro amatewe 14 Alexandre, anoshanda mapfuri, yakandishtirisa; Ishe wachamupa nekuda kwemabasa ake. 15 Uye chemjerawo naye, nekuti iye akasimukra shoko redu. 16 Pakuzwidaira kwangu apana akauya kusondipatsira, asi wese wakandisiya. ngawarege kupowa mosva nekuda kweizwi 17 Asi Ishe wakandibatsira wakandisimbisa, kuti kuparidza kwangu kuzadziswe, wahedeni wese waisgwa; uye ndakabviswa mumuromo mesumba. 18 Ishe washandirwira pamabasa yese akaipa, uye achandichegetera umambo wake. Iye kubwenya kwake ngakuwe nekusingapere. Ameni. 19 Muresai Prisira na Akwira, kumba kwa Onesifarisi. 20 Erastasi akagara kucorito, uye ndakasiya Trofimu akanga aciwadziwa paMireta. 21 Dzaga kuya chando chisati chauya . Yubhurasi, naPudhezi, Rino, na Kiraudia ne hama dzese udzimurese. 22 Ishe ngaawe nemweya wako. Nyasha ngadziwe nemi