Chitsauko 1

1 Pauro, musugwa waJesu Kristu, ne hama Timote, na Firimoni, hama inodiwa, watino chanda naye; 2 Uye hama yechikadzi Apia, na Arkipo hama yedu matinorwa, nekereke yerikumba kwake; 3 Iwai nenyasha nerugare kuna Mwari wedu Baba, uye Ishe Jesu Kristu. 4 Ndinopa nyasha kuna Mwari mazuwa ose ndichikufunga muminamato yangu; 5 ndichidzwa nezwerudo rwako nekutenda zwawonazwo na Ishe Jesu, newatswene ose; 6 kuti kutenda kwako kuwe kwakasinga muruziwo mukunaka kwezwese zwichauya na Kristu Jesu. 7 Nekuti isu tinemufaro mukuru uye nekunyaradzwa nerudo, nepakati penyu yakazorudzwa moyo yawatswene. 8 NeIzwi, kunyagwe muna Kristu ndinekuwimba kukuru ndikuraire zwaunofanira kuita, 9 kunze kweizwi nerudo ndinokukumbira, kunyagwe ini, ndiri, Pauro, ndakura, ikozwino ndirimusugwa waishe Jesu KRistu; 10 Ndinokukumbira se mwana wangu Onesimo, wandakabereka mukusungwa kwangu. 11 Uyo kare akanga asingabetsere, asi uko zwino abatsira kwandiri nekwauri, 12 Ndini ndakamutuma, nerudo rwangu jinji, achidzoka kwauri; 13 Ini ndaitoda kuti iye awe neni, kuti atore chinzwimbo changu kuti andibatsoire zwandiri muwusugwa neVagere; 14 Asi ini apana chandinoita pasina rudzikiro rwako, kuti kunaka kwako kusawa kumanikidzwa, asi nekuda kwako. 15 Nekuti ndiyo chaya yacho yaita kuti upesane naye nguwa jinji, kuti ndimugamuchire zwekare uye kusingapere. 16 Kwete zwe semuranda, asi umwe muranda, asi se hama inodiwa, kunyanya kwandiri, uye kwauri, panyama kana panaIshe. 17 Naizwozwo, kana iwe uchindiwona semumwe wako, mugamuchire seni. 18 Kana iye achikuita zwinhu, kana kuti anokukweteta chimwe chinhu, isa moswa kwandiri. 19 Ini, Pauro, nemawoko angu ndakanyora, ini ndinobadara; kuti ini ndisati iwe unikwereta pauri. 20 Saka, hama, kuti ndiwe nemuguwe kwauri muna Ishe; nyaradza kuita kwangu munaIshe. 21 Ndichiwimba kuterera kwako ndinokunyorera, ndinoziwa kuti unoita kunyagwe zwandisina kutaura. 22 Nditsagerewo tswimbo yekuti ndigare; nekuti ini ndinoziwa kuti nemoyo dzenyu ndipiwe kwamuri. 23 Ndinokumuresa: Epafra ( chamwari yangu muwosugwa na Kristu Jesu), 24 Mako, Aritarko, Demas na Ruka (wanochanda pamwechete neni). 25 Nyasha dzaIshe Jesu Kristu ngadziwe nemweya wenyu!